Skip to content
BibleKenya

2 Pita

2 Peter

Introduction from this edition

Tsamba rochipiri

raPITA

Kuwidzira

Pita adonyora tsamba rakareri kuitira kukurudzira vatendi kuti vararame upenyu hudonaka nokuvabaira zani kuti vareke kutevera vadzidzisi vomabhwodo (2 Pita 2:1-22) Adovakurudzira kuti vareke kutetekera vanhu vanoti Jesu wachehwa kudzoka. Pachinzvimbo chozvakarezvo anotonangidza kuti Mwari anochehwaba asi anoda kuti munhu wese aponesewe (2 Pita 3:8-9). Ichi ndochikonzero chokuraramira upenyu hudonaka (2 Pita 3:14).

Marongehwo

Pita anozvizivisa achibva wabata vaverengi vache (2 Pita 1:1-2)

Achibva wavayeuchidza kurarama upenyu hudonaka ndava Mwari adotigonesa zvakarezvo (2 Pita 1:3-21)

Chinotevera anovachenjedza pamusoro povadzidzisi vomabhwodo achitaura zvichaitika kuvadzidzisi vomabhwodo pakupedzisira (2 Pita 2:1-22)

Mumasure mozvakarezvo Pita anopedzisa nokukurudzira vatendi kuti vararame upenyu hudonaka vachigadzirira kudzoka kwaJesu kwochipiri (2 Pita 3:1-17)

KoreKore Bible Translation. Copyright © The Word for the World International. Licensed under CC BY-SA 4.0. Source: Open.Bible. Typeset from the source files; no intended changes to scripture wording. BibleKenya is not endorsed by the rights holder.

Full source notice & licence · CC BY-SA 4.0 · SourceEdition imported 2026-11-09.

BibleKenya

Reader settings

Theme
Font
Alignment
Reading width

Saved in this browser and used offline too. Press ? for keyboard shortcuts.